Ezra 2:60 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaDeraya, naʋana ʋaTobia, naʋana ʋaNekoda, mazana matanhatu namakumi mashanu naʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvizvarwa zvaDheraya, zvaTobhia nezvaNekodha zvaiva mazana matanhatu namakumi mashanu navaviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakanga vari vanakomana vaava vanoti: Dheraya naTobhiya naNekodha. Ivava ava vaiva vari mazana matanhatu ane makumi mashanu navaviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaDheraya, navana vaTobhia, navana vaNekodha, mazana matanhatu namakumi mashanu navaviri.
Shona 2009?
Vana vaDheraya, navana vaTobhia, navana vaNekodha, mazana matanhatu namakumi mashanu navaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Vana vaDheraya, navana vaTobhia, navana vaNekodha, mazana matanhatu namakumi mashanu navaviri.