Ezra 2:61 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naʋana ʋaʋaprista ʋakaŋga ʋari: Ʋana ʋaHabaya, naʋana ʋaHakozi, naʋana ʋaBarzirai, wakaŋga awana mukadzi waʋakunda ʋaBarzirai muGireadi, akazotumidzwa zita rokwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kubva pakati pavaprista: zvizvarwa zvaHobhaya, zvaHakozi uye nezvizvarwa zvaBhazirai (murume akanga awana mwanasikana waBhazirai muGireadhi uye akazotumidzwa zita iroro).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakati pavapristiwo: paivawo navanakomana veava vanoti: Habhaya naHakozi naBhazirai (Bhazirai uya wokuroora mwana waBhazirai wokuGireadhi akazenge ava kudaidzwa nezita ravo)
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Navana vavapristi vakanga vari: Vana vaHabhaya, navana vaHakozi, navana vaBharizirai, akanga awana mukadzi wavakunda vaBharizirai muGireadhi, akazotumidzwa zita rokwavo.
Shona 2009?
Navana vavaprista vakanga vari: Vana vaHabhaya, navana vaHakozi, navana vaBharizirai, akanga awana mukadzi wavakunda vaBharizirai muGiriyadhi, akazotumidzwa zita rokwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Navana vavapristi vakanga vari: Vana vaHabhaya, navana vaHakozi, navana vaBharizirai, akanga awana mukadzi wavakunda vaBharizirai muGiriadhi, akazotumidzwa zita rokwavo.