Ezra 2:63 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo muɓati akaʋaʋudza kuti ʋarege kudya ɀinhu ɀitȿene‐tȿene, kuȿikira kwamuka muprista uneUrimi neTumimi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mubati akavaudza kuti varege kudya chipi zvacho chezvokudya zvitsvene kwazvo kusvikira kwazova nomuprista anoshumira neUrimi neTumimi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sadunhu akavati varege kudya zvokudya zvinoeresesa kusvikira patova nomupristi wokunzwa Mwari kuti anoti kudii achishandisa Urimu neTumimu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mubati akavaudza kuti varege kudya zvinhu zvitsvene-tsvene, kusvikira kwamuka mupristi ane Urimi neTumimi.
Shona 2009?
Ipapo mubati akavaudza kuti varege kudya zvinhu zvitsvene-tsvene, kusvikira kwamuka muprista ane Urimi neTumimi.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mubati akavaudza kuti varege kudya zvinhu zvitsvene–tsvene, kusvikira kwamuka mupristi ane Urimi neTumimi.