Ezra 2:66 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaŋga ʋanamabiza anamazana manomŋe namakumi matatu namatanhatu; mahesera aʋo akaŋga anamazana maʋiri namakumi manna namashanu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakanga vane mabhiza mazana manomwe namakumi matatu namatanhatu, mahesera mazana maviri namakumi mana namashanu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaive namabhiza mazana manomwe ane makumi matatu ana matanhatu nemanyurusi mazana maviri ana makumi mana namashanu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakanga vana mabhiza ana mazana manomwe namakumi matatu namatanhatu; mahesera avo akanga ana mazana maviri namakumi mana namashanu;
Shona 2009?
Vakanga vana mabhiza ana mazana manomwe namakumi matatu namatanhatu; mahesera avo akanga ana mazana maviri namakumi mana namashanu;
Shona SUB 2002 Bible
Vakanga vana mabhiza ana mazana manomwe namakumi matatu namatanhatu; mahesera avo akanga ana mazana maviri namakumi mana namashanu;