Ezra 2:70 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaprista naʋaRevi, naʋamŋe ʋanhu, naʋaimbi naʋarindi ʋemikoʋa, naʋaNetinimi, ʋakagara pamaguta aʋo, naʋaIsraeri ʋose pamaguta aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprista, vaRevhi, vaimbi, varindi vemikova uye navashandi vomutemberi vakagara mumaguta avo, pamwe chete navamwe vavanhu, uye vamwe vaIsraeri vose vakagara mumaguta avowo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi navaRevhi navanhu vamwe navaimbi navachengetedzi vemisuo mikuru navashandi vepatemberi vakagara mumaguta ekwavo. VaIsiraeri vosewo vakagara mumaguta ekwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vapristi navaRevhi, navamwe vanhu, navaimbi navarindi vemikova, navaNetinimi, vakagara pamaguta avo, navaIsiraeri vose pamaguta avo.
Shona 2009?
Zvino vaprista navaRevhi, navamwe vanhu, navaimbi navarindi vemikova, navaNetinimi, vakagara pamaguta avo, navaIsiraeri vose pamaguta avo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vapristi navaRevhi, navamwe vanhu, navaimbi navarindi vemikova, navaNetinimi, vakagara pamaguta avo, naVaIsiraeri vose pamaguta avo.