Ezra 3:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mŋedzi wecinomŋe wakati waȿika, ʋana ʋaIsraeri ʋaʋa mumaguta aʋo, ʋanhu ʋakaʋuŋgana pamŋe cete nomŋoyo mumŋe paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwedzi wechinomwe wakati wasvika uye vana veIsraeri vakanga vagara mumaguta avo, vanhu vakaungana pamwe chete somunhu mumwe chete muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakazosvika mwedzi wechinomwe vaIsiraeri vakanga vatova mumaguta. Vanhu vakaungana muJerusaremu vaine pfungwa imwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mwedzi wechinomwe wakati wasvika, vana vaIsiraeri vava mumaguta avo, vanhu vakaungana pamwechete nomwoyo mumwe paJerusaremu.
Shona 2009?
Zvino mwedzi wechinomwe wakati wasvika, vana vaIsiraeri vava mumaguta avo, vanhu vakaungana pamwechete nomoyo mumwe paJerusaremu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mwedzi wechinomwe wakati wasvika, vana VaIsiraeri vava mumaguta avo, vanhu vakaungana pamwechete nomwoyo mumwe paJerusaremu.