Ezra 3:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo ʋanhu ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kutsaura inzwi rokupururudza romufaro nenzwi rokucema kwaʋanhu; nokuti ʋanhu ʋakapururudza nokupururudza kukuru, inzwi rikanzwika kure kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana aigona kutsaura inzwi rokudanidzira kwomufaro kubva kuinzwi rokuchema kwavanhu, nokuti vanhu vakaita ruzha rukuru kwazvo. Uye ruzha urwu rwakanzwika kure kure.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zvokuti vanhu havana kumbogona kuziva kuti kuchema uku ndokwekufara here kana kuti vari kuchema nokuti paizhambwa ipapo izwi richinzwika nokoko kure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo vanhu vakanga vasingagoni kutsaura izwi rokupururudza romufaro nezwi rokuchema kwavanhu; nokuti vanhu vakapururudza nokupururudza kukuru, inzwi rikanzwika kure kwazvo.
Shona 2009?
naizvozvo vanhu vakanga vasingagoni kutsaura inzwi rokupururudza romufaro nenzwi rokuchema kwavanhu; nokuti vanhu vakapururudza nokupururudza kukuru, inzwi rikanzwika kure kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo vanhu vakanga vasingagoni kutsaura izwi rokupururudza romufaro nezwi rokuchema kwavanhu; nokuti vanhu vakapururudza nokupururudza kukuru, izwi rikanzwika kure kwazvo.