Ezra 3:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye pashure cipiriso caipiswa ŋguʋa dzose, neɀipiriso ɀapakugara kwemŋedzi, neɀemitambo yose yakatarwa yaJehova yakaŋga yakatsaurwa, nenhendo dzakaʋigirwa Jehova nokuɀiɗira naaninani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure maizvozvo, vakapa chipiriso chinopiswa chenguva dzose, nezvibayiro zvapaKugara kwoMwedzi uye nezvibayiro zvemitambo yose mitsvene yaJehovha yakanga yakatarwa, pamwe chetewo neizvo zvakauuyiswa sezvipo zvokuzvidira kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakazopirawo mipiro yokupisa inoramba iripo nemipiro yepakugara kwemwedzi nepamazuva makuru ose akatemwa aTenzi nemipiro yomunhu wose zvake yokupa kuna Tenzi nechido.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye pashure chipiriso chaipiswa nguva dzose, nezvipiriso zvapakugara kwemwedzi, nezvemitambo yose yakatarwa yaJehovha yakanga yakatsaurwa, nenhendo dzakavigirwa Jehovha nokuzvidira naani nani.
Shona 2009?
Uye pashure chipiriso chaipiswa nguva dzose, nezvipiriso zvapakugara kwemwedzi, nezvemitambo yose yakatarwa yaJehovha yakanga yakatsaurwa, nenhendo dzakavigirwa Jehovha nokuzvidira naani nani.
Shona SUB 2002 Bible
Uye pashure chipiriso chaipiswa nguva dzose, nezvipiriso zvapakugara kwemwedzi, nezvemitambo yose yakatarwa yaJehovha yakanga yakatsaurwa, nenhendo dzakavigirwa Jehovha nokuzvidira naani nani.