Ezra 4:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋadziʋisi ʋaʋaJuda naʋaBenjamini ʋakati ʋacinzwa kuti ʋatapxa ʋoʋakira Jehova Mŋari waIsraeri tembere;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vavengi veJudha neBenjamini vakati vanzwa kuti vatapwa vakanga vachivaka temberi yaJehovha, Mwari weIsraeri,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vavengi vavanhu vokwaJudha nokwaBhenjamini pavakanzwa zvino kuti vanhu vokumbotapwa vakadzoka vaye vari kuvakira Tenzi, Mwari weIsiraeri Temberi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vadzivisi vavaJudha navaBhenjamini vakati vachinzwa kuti vatapwa vavakira Jehovha Mwari waIsiraeri temberi;
Shona 2009?
Zvino vadzivisi vavaJudha navaBhenjamini vakati vachinzwa kuti vatapwa vavakira Jehovha Mwari waIsiraeri temberi;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vadzivisi vavaJudha navaBhenjamini vakati vachinzwa kuti vatapwa vavakira Jehovha Mwari waIsiraeri temberi;