Ezra 4:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nedzimŋe ndudzi dzakaʋuya naOsnapari mukuru wakakurumbira, dzikaiswa paguta reSamaria, napanamamŋe matiʋi enyika mhiri kworwizi, namamŋe mashoko akaɗai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye navamwe vanhu avo vakadzingwa naAshuribhanipari mukuru uye anokudzwa, uye vakandogara muguta reSamaria nokune dzimwe nzvimbo dziri mhiri kwaYufuratesi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
pamwechete navemamwe marudzi ose aye vakatapwa navakuru vakuru vokumba huru Osinaparu akagariswa kuSamaria nokuna mamwe maruwa ose enyika dziri Mhiri kweRwizi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nedzimwe ndudzi dzakauya naOsinapari mukuru wakakurumbira, dzikaiswa paguta reSamaria, napanamamwe mativi enyika mhiri kworwizi, namamwe mashoko akadai.”
Shona 2009?
nedzimwe ndudzi dzakauya naOsinapari mukuru wakakurumbira, dzikaiswa paguta reSamaria, napanamamwe mativi enyika mhiri korwizi, namamwe mashoko akadai.
Shona SUB 2002 Bible
nedzimwe ndudzi dzakauya naOsinapari mukuru wakakurumbira, dzikaiswa paguta reSamaria, napanamamwe mativi enyika mhiri kwerwizi, namamwe mashoko akadai.”