Ezra 4:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tinoziʋisa mambo kuti kana guta iri rikaʋakwa ɀe, namaȿiŋgo akapera, nemhaka iyo hamuŋgazoʋi nomugoʋe mhiri kworwizi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tinozivisa mambo kuti kana guta iri rikavakwa uye masvingo aro akamiswazve, muchasara musina chinhu mhiri kwaYufuratesi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka tati izvozvi zvisvikewo munzeve dzamambo, zvokuti guta iroro rikavakwa, tsvingo dzaro dzikapera, chenyuwo munyika dziri pasi penyu Mhiri kuno kweRwizi rwaYufuratesi, panenge pasisina.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tinozivisa mambo kuti kana guta iri rikavakwazve, namasvingo akapera, nemhaka iyo hamungazovi nomugove mhiri kworwizi.”
Shona 2009?
Tinozivisa mambo kuti kana guta iri rikavakwazve, namasvingo akapera, nemhaka iyo hamungazovi nomugove mhiri korwizi."
Shona SUB 2002 Bible
Tinozivisa mambo kuti kana guta iri rikavakwazve, namasvingo akapera, nemhaka iyo hamungazovi nomugove mhiri kwerwizi.”