Ezra 4:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋwadi yamakatitumira, ndairaʋirwa ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tsamba yamakatitumira yakaverengwa uye ikadudzirwa pamberi pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino tsamba yamakatitumira ndakanyatsoiverengerwa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
N’wadhi yamakatitumira, ndairavirwa zvakanaka.
Shona 2009?
mwadhi yamakatitumira, ndairavirwa zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Tsamba yamakatitumira, ndairavirwa zvakanaka.