Ezra 4:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakasweɗera kunaZerubaberi, nokuʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa, ʋakati kwaʋari: Ŋgatiʋake nemi, nokuti tinotȿaka Mŋari wenyu, semi ʋo; tinomuɓayira kubva pamazuʋa aEsarihadoni mambo waAsiria, wakatiȿitsa pano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakauya kuna Zerubhabheri nokuvakuru vedzimba vakati, “Titenderei kuti tikubatsirei kuvaka nokuti tinotsvaka Mwari wenyu, sezvamunoitawo, uye tinomubayira kubva pamazuva aEsarihadhoni mambo waAsiria, akatisvitsa pano.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakaenda kuna Zerubhabhero nevatungamiriri vaye vedzimba dzamadzibaba vakati kwavari, “Hatingavakewo here nemi nokuti isu tinotsvakawo Mwari wenyu kungoitawo imi uye tanga tichingopira zvibayiro kwaari kubvira panguva yaEsarihadhoni mambo weAsiria nyakutiuyisa kuno.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakaswedera kuna Zerubhabheri, nokuvakuru vedzimba dzamadzibaba, vakati kwavari, “Ngativake nemi, nokuti tinotsvaka Mwari wenyu, semiwo; tinomubayira kubva pamazuva aEsarihadhoni mambo waAsiria, wakatisvitsa pano.”
Shona 2009?
vakaswedera kuna Zerubhabheri, nokuvakuru vedzimba dzamadzibaba, vakati kwavari, "Ngativake nemi, nokuti tinotsvaka Mwari wenyu, semiwo; tinomubayira kubva pamazuva aEsarihadhoni mambo waAsiria, wakatisvitsa pano."
Shona SUB 2002 Bible
vakaswedera kuna Zerubhabheri, nokuvakuru vedzimba dzamadzibaba, vakati kwavari, “Ngativake nemi, nokuti tinotsvaka Mwari wenyu, semiwo; tinomubayira kubva pamazuva aEsahadhoni mambo waAsiria, wakatisvitsa pano.”