Ezra 4:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino temai cireʋo cokuti ʋanhu aʋo ʋarege ɓasa raʋo, guta iri rirege kuʋakwa, kuȿikira ini ndatema cireʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino rayirai vanhu ava kuti varege basa, kuti guta iri rirege kuvakwa, kusvikira ini ndazorayira kuti zviitwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka chitemerai vanhu ivavo chirevo chokuti vabva vamiswa uye kuti guta irori rirege kuvakwa kusvikira ini ndatozotema chirevo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino temai chirevo chokuti vanhu avo varege basa ravo, guta iri rirege kuvakwa, kusvikira ini ndatema chirevo.
Shona 2009?
"Zvino temai chirevo chokuti vanhu avo varege basa ravo, guta iri rirege kuvakwa, kusvikira ini ndatema chirevo.
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino temai chirevo chokuti vanhu avo varege basa ravo, guta iri rirege kuvakwa, kusvikira ini ndatema chirevo.