Ezra 4:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cenjerai, musanonoka pacinhu ici; cakaipa cicakurireiko, kuzotadzira madzimambo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chenjererai kuti musarega nyaya iyi. Mungaregereiko chakaipa ichi chichikura, kuti chigokanganisa zvido zvamambo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mochichenjera, murege zvechinono panyaya iyoyi. Umharadzi hwakadaro hungaregererweiko huchikura zvokuzosiya hwarozva mambo?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Chenjerai, musanonoka pachinhu ichi; chakaipa chichakurireiko, kuzotadzira madzimambo?”
Shona 2009?
"Chenjerai, musanonoka pachinhu ichi; chakaipa chichakurireiko, kuzotadzira madzimambo?"
Shona SUB 2002 Bible
“Chenjerai, musanonoka pachinhu ichi; chakaipa chichakurireiko, kuzotadzira madzimambo?”