Ezra 4:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rehumi mukuru, naShimshai munyori, nedzimŋe shamŋari dzaʋo, iʋo ʋaDinai, naʋaAfarsatki, naʋaTarperi, naʋaAfarsi, naʋaArkevi, naʋaBabironi, naʋaShushanki, naʋaDehai, naʋaErami,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rehumi muchinda mukuru naShimishai munyori, pamwe chete navamwe vavo vose, vatongi namakurukota vanotungamirira vanhu veTiriporisi, nevePezhia, neveEreki neBhabhironi, navaEramu veSusa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndisu vanaRehumu mutongi nomunyori, Shimushai nevamwe vose vechikwata chedu pamwechete navatongi namasadunhu navakuru vakuru vechiPezhiya navarume vokuEreki novokuBhabhironi uye varume vokuSusa, ndivo vaEramu ivavo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Rehumi mukuru, naShimishai munyori, namamwe makurukota avo, ivo vaDhinai, navaAfarisatiki, navaTariperi, navaAfarisi, navaArikevhi, navaBhabhironi, navaShushaniki, navaDhehai, navaErami,
Shona 2009?
"Rehumi mukuru, naShimishai munyori, namamwe makurukota avo, ivo vaDhinai, navaAfarisatiki, navaTariperi, navaAfarisi, navaArikevhi, navaBhabhironi, navaShushaniki, navaDhehai, navaErami,
Shona SUB 2002 Bible
“Rehumi mukuru, naShimishai munyori, namamwe makurukota avo, ivo vaDhinai, navaAfarisatiki, navaTariperi, navaAfarisi, navaArikevhi, navaBhabhironi, navaShushaniki, navaDhehai, navaErami,