Ezra 5:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaprofita, ʋaiti muprofita Hagai, naZekaria mŋanakomana waIdo, ʋakaprofitera ʋaJuda ʋakaŋga ʋari paJuda neJerusarema; ʋakaprofitera nezita raMŋari waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino muprofita Hagai naZekaria muprofita, chizvarwa chaIdho, vakaprofita kuvaJudha vakanga vari muJudha muJerusarema, vakaprofita muzita raMwari waIsraeri, akanga ari pamusoro pavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pakazoporofita vaporofita vanaHagai naZekariya mwanakomana waIdho kuvaJudha vaiva kwaJudha neJerusaremu muzita raMwari weIsiraeri akanga ari pavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaporofita, vaiti muporofita Hagai, naZekariya mwanakomana waIdho, vakaporofitera vaJudha vakanga vari paJudha neJerusaremu; vakaporofitera nezita raMwari waIsiraeri.
Shona 2009?
Zvino vaporofita, vaiti muporofita Hagai, naZekariya mwanakomana waIdho, vakaporofitira vaJudha vakanga vari paJudha neJerusaremu; vakaporofitira nezita raMwari waIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaporofita, vaiti muporofita Hagai, naZekariya mwanakomana waIdho, vakaporofitera vaJudha vakanga vari paJudha neJerusaremu; vakaporofitera nezita raMwari waIsiraeri.