Ezra 5:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati kwaari: Tora midziyo iyi, undoiisa mutembere iri Jerusarema, imba yaMŋari iʋakwe panɀimbo yayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akamuudza kuti, ‘Tora midziyo iyi uende nayo undoiisa mutemberi muJerusarema, uye ugovakazve imba yaMwari panzvimbo yayo.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akamuti, ‘Tora midziyo iyi unoiisa muTemberi iri kuJerusaremu imba yaMwari ivakwe payakanga iri.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati kwaari, ‘Tora midziyo iyi, undoiisa mutemberi iri Jerusaremu, imba yaMwari ivakwe panzvimbo yayo.
Shona 2009?
akati kwaari, Tora midziyo iyi, undoiisa mutemberi iri Jerusaremu, imba yaMwari ivakwe panzvimbo yayo.
Shona SUB 2002 Bible
akati kwaari, ‘Tora midziyo iyi, undoiisa mutemberi iri Jerusaremu, imba yaMwari ivakwe panzvimbo yayo.