Ezra 5:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo uyu Sheshbazari wakaʋuya, akateya nheyo dzeimba yaMŋari iri Jerusarema; ɀino kubva paŋguʋa iyo kuȿikira ɀino yakaramba iciʋakwa, naɀino icigere kupera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Sheshibhazari uyu akauya akateya nheyo dzeimba yaMwari muJerusarema. Kubva pazuva iroro kusvikira nhasi yanga ichingovakwa, asi haisati yapera.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pakauya Sheshibhaza iyeyu akavaka ugaro hwemba yaMwari iri muJerusaremu. Kubvira panguva iyoyo kusvikira pari nhasi ichiri mukuvakwa haisati yapera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo uyu Sheshibhazari wakauya, akateya nheyo dzeimba yaMwari iri Jerusaremu; zvino kubva panguva iyo kusvikira zvino yakaramba ichivakwa, nazvino ichigere kupera.’
Shona 2009?
Ipapo uyu Sheshibhazari wakauya, akateya nheyo dzeimba yaMwari iri Jerusaremu; zvino kubva panguva iyo kusvikira zvino yakaramba ichivakwa, nazvino ichigere kupera.'
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo uyu Sheshibhazari wakauya, akateya nheyo dzeimba yaMwari iri Jerusaremu; zvino kubva panguva iyo kusvikira zvino yakaramba ichivakwa, nazvino ichigere kupera.’