Ezra 5:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo takataura ʋo naʋo, tikati: Mazita aʋarume ʋanoʋaka imba iyi ndianiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakabvunzazve vakati, “Mazita avarume vari kuvaka imba iyi ndivana ani?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo tinodawo kunzwa kuti mazita evarume vari kuvaka imba iyoyi iyi ndivanaani?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakataurawo navo, vakati, “Mazita avarume vanovaka imba iyi ndivanaani?”
Shona 2009?
Ipapo vakataurawo navo, vakati, "Mazita avarume vanovaka imba iyi ndivanaani?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakataurawo navo, vakati, “Mazita avarume vanovaka imba iyi ndivanaani?”