Ezra 5:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakamutumira ŋwadi makaŋga makanyorwa kuɗai: Kunamambo Dariusi, rugare rwose ŋgaruʋe nemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tsamba yavakatumira kwaari yakanga ina mashoko anoti: Kuna Mambo Dhariasi: Tinokukwazisai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamutumira tsamba yakanga yakanyorwa kunzi, “Netsamba yeduwo iyi mambo Dhariusi tinokukwazisai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakamutumira nwadhi makanga makanyorwa kudai, “Kuna mambo Dhariusi, rugare rwose ngaruve nemi.
Shona 2009?
vakamutumira mwadhi makanga makanyorwa kudai, "Kuna mambo Dhariusi, rugare rwose ngaruve nemi.
Shona SUB 2002 Bible
vakamutumira tsamba makanga makanyorwa kudai, “Kuna mambo Dhariasi, rugare rwose ngaruve nemi.