Ezra 5:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino takabvunza ʋakuru iʋaʋo, tikati kwaʋari: Ndianiko wakakurairai kuʋaka imba iyi nokupedza ruȿiŋgo urwu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takabvunza vakuru vavo tikati kwavari, “Ndiani akakupai mvumo yokuti muvakezve temberi iyi nokumisazve masvingo aya?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Takabvunza vakuru vakuru ivavo tikataura navo tichiti, ‘Ndiani akakutemerai chirevo chokuti imi muvake imba iyi uye kuti mupedzese zvamuri kuvaka izvi chabva kuna ani?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino takabvunza vakuru ivavo, tikati kwavari, ‘Ndianiko wakakurairai kuvaka imba iyi nokupedza rusvingo urwu?’
Shona 2009?
Zvino takabvunza vakuru ivavo, tikati kwavari, `Ndianiko wakakurairai kuvaka imba iyi nokupedza rusvingo urwu?'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino takabvunza vakuru ivavo, tikati kwavari, ‘Ndianiko wakakurairai kuvaka imba iyi nokupedza rusvingo urwu?’