Ezra 6:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti ʋagone kuʋigira Mŋari wokuɗeŋga ɀiɓayiro ɀinonhuwira ɀakanaka, ʋanyeŋgeterere ʋo ʋupenyu bgamambo, nobgaʋanakomana ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti vagone kupa zvibayiro zvinofadza kuna Mwari wokudenga uye kuti vagone kunyengetererawo upenyu hwamambo nohwavanakomana vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuitira kuti vapire zvibayiro zvinofadza Mwari Wedenga, vagonamatirawo upenyu hwamambo nohwevana vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti vagone kuvigira Mwari wokudenga zvibayiro zvinonhuwira zvakanaka, vanyengeterewo upenyu hwamambo, nohwavanakomana vake.
Shona 2009?
kuti vagone kuvigira Mwari wokudenga zvibayiro zvinonhuhwira zvakanaka, vanyengetererewo upenyu hwamambo, nohwavanakomana vake.
Shona SUB 2002 Bible
kuti vagone kuvigira Mwari wokudenga zvibairo zvinonhuwira zvakanaka, vanyengeterewo upenyu hwamambo, nohwavanakomana vake.