Ezra 6:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari, wakagarisa zita rake ipapo, ŋgaaparadze madzimambo ose naʋanhu ʋacatambanudza maʋoko aʋo kushandura cinhu ici, nokuparadza imba iyi yaMŋari iri paJerusarema. Ini Dariusi ndatema cireʋo ici; ŋgaɀiitwe nokukurumidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari, akagarisa Zita rake ipapo, ngaaparadze mambo upi noupi kana vanhu vangatambanudza maoko avo kuti vashandure chirevo ichi kana kuparadza temberi iyi muJerusarema. Ini Dhariasi ndini ndatema chirevo ichi. Ngachizadziswe nenzira yakanyanyisa kunaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye Mwari akaita kuti zita rake riiswe ipapo ngaaparadze mambo kana vanhu vanenge vane chavangaite kusandura izvi kana kuparadza imba yaMwari iri muJerusaremu. Izvozvi ngazvinyatsoitwa nomazvo chaimo. Chirevo ichochi chatemwa neni. Ndini Dhariusi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari, akagarisa zita rake ipapo, ngaaparadze madzimambo ose avanhu vachatambanudza maoko avo kushandura chinhu ichi, nokuparadza imba iyi yaMwari iri paJerusaremu. Ini Dhariusi ndatema chirevo ichi; ngazviitwe nokukurumidza.”
Shona 2009?
Mwari, akagarisa zita rake ipapo, ngaaparadze madzimambo ose avanhu vachatambanudza maoko avo kushandura chinhu ichi, nokuparadza imba iyi yaMwari iri paJerusaremu. Ini Dhariusi ndatema chirevo ichi; ngazviitwe nokukurumidza."
Shona SUB 2002 Bible
Mwari, akagarisa zita rake ipapo, ngaaparadze madzimambo ose avanhu vachatambanudza maoko avo kushandura chinhu ichi, nokuparadza imba iyi yaMwari iri paJerusaremu. Ini Dhariasi ndatema chirevo ichi; ngazviitwe nokukurumidza.”