Ezra 6:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakawana paAkmeta, paimba yamambo yakaŋga iri parutiʋi rwenyika yeMedia, rugwaro rwakapetwa makaŋga makanyorwa kuɗai kuti ʋaraŋgarire:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rugwaro rwakapetwa rwakawanikwa mumuzinda weEkibhatana mudunhu reMedhia, uye izvi ndizvo zvakanga zvakanyorwa parwuri: Chiziviso:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakazowanika muEkibhatana guta guru renyika yeMedhia bhuku rokumunonora pakanga pakanyorwa kunzi, “Chiyeuchidzo!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakawana paAkimeta, paimba yamambo, yakanga iri parutivi rwenyika yeMedhia, rugwaro rwakapetwa makanga makanyorwa kudai kuti varangarire,
Shona 2009?
Vakawana paAkimeta, paimba yamambo, yakanga iri parutivi rwenyika yeMedhia, rugwaro rwakapetwa makanga makanyorwa kudai kuti varangarire,
Shona SUB 2002 Bible
Vakawana paEkibhatana, paimba yamambo, yakanga iri parutivi rwenyika yeMidhia, rugwaro rwechimononorwa makanga makanyorwa kudai kuti varangarire,