Ezra 7:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shure kwaiɀoɀo, Artashasta mambo wePersia aciɓata ʋushe, Ezra mŋanakomana waSeraya, mŋanakomana waAzaria, mŋanakomana waHirkia,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo, panguva yokutonga kwaAtazekisesi mambo wePezhia, Ezira mwanakomana waSeraya, mwanakomana waAzaria, mwanakomana waHirikia,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvi izvi, panguva yokutonga kwaAtakizesesi mambo wePezhiya, Ezira mwanakomana waSeraya Seraya aberekwa naAzariya Azariya ari mwana waHirikiya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shure kwaizvozvo, Aritashasita mambo wePerisia achibata ushe, Ezira mwanakomana waSeraya, mwanakomana waAzaria, mwanakomana waHirikia,
Shona 2009?
Zvino shure kwaizvozvo, Aritashasita mambo wePerisia achibata ushe, Ezira mwanakomana waSeraya, mwanakomana waAzaria, mwanakomana waHirikia,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shure kwaizvozvo, Atakizesesi mambo wePezhia achibata ushe, Ezira mwanakomana waSeraya, mwanakomana waAzaria, mwanakomana waHirikia,