Ezra 7:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Artashasta mambo wamadzimambo, kunaEzra muprista, munyori womurairo waMŋari wokuɗeŋga, wakakwana, namamŋe mashoko akaɗai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Atazekisesi mambo wamadzimambo, kuna Ezira muprista nomudzidzisi woMurayiro waMwari wokudenga: Kwaziwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ini Atakizesesi mambo wemadzimambo ndiri kukunyorera iwe Ezira mupristi nyanzvi yomutemo waMwari Wedenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Aritashasita mambo wamadzimambo, kuna Ezira mupristi, munyori womurayiro waMwari wokudenga, wakakwana, namamwe mashoko akadai.
Shona 2009?
"Aritashasita mambo wamadzimambo, kuna Ezira muprista, munyori womurayiro waMwari wokudenga, wakakwana, namamwe mashoko akadai.
Shona SUB 2002 Bible
“Atakizesesi mambo wamadzimambo, kuna Ezira mupristi, munyori womurairo waMwari wokudenga, wakakwana, namamwe mashoko akadai.