Ezra 7:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndinotema cireʋo, kuti ʋanhu ʋose ʋaIsraeri, naʋaprista ʋaʋo, naʋaRevi, ʋari paʋushe bgaŋgu, ʋanoɗa nokuɗa kwaʋo kuenda Jerusarema, ŋgaʋaende haʋo newe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini ndinotema chirevo kuti ani naani muIsraeri ari muumambo hwangu, kusanganisira vaprista navaRevhi, avo vanoda zvavo kuenda newe kuJerusarema, ngavaende.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino ndatema chirevo chokuti: Ani naani zvake wechiIsiraeri kunyange mupristi kana muRevhi munyika mangu anozvipira zvake kuenda kuJerusaremu ngaaende zvake newe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ini ndinotema chirevo, kuti vanhu vose vaIsiraeri, navapristi vavo, navaRevhi, vari paushe hwangu, vanoda nokuda kwazvo kuenda Jerusaremu, ngavaende havo newe.
Shona 2009?
"Ini ndinotema chirevo, kuti vanhu vose vaIsiraeri, navaprista vavo, navaRevhi, vari paushe hwangu, vanoda nokuda kwazvo kuenda Jerusaremu, ngavaende havo newe.
Shona SUB 2002 Bible
“Ini ndinotema chirevo, kuti vanhu vose VaIsiraeri, navapristi vavo, navaRevhi, vari paushe hwangu, vanoda nokuda kwazvo kuenda Jerusaremu, ngavaende havo newe.