Ezra 7:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Neɀimŋe ɀinhu ɀipi neɀipi ɀinoɗikanwa paimba yaMŋari wako, ɀaunofanira kuripa, uɀiripe ucitora paimba yefuma yamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye zvimwe zvose zvinodiwa patemberi yaMwari wako zvaunofanira kuendesa kutemberi, unofanira kuzvitora kubva papfuma yamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana pane chimwezve chingadiwe pamba yaMwari wenyu chinenge chichifanira kuti imi mubvise munotora zvenyu mudzimba dzinochengeterwa upfumi hwokwamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nezvimwe zvinhu zvipi nezvipi zvinodikanwa paimba yaMwari wako, zvaunofanira kuripa, uzviripe uchitora paimba yepfuma yamambo.
Shona 2009?
Nezvimwe zvinhu zvipi nezvipi zvinodikamwa paimba yaMwari wako, zvaunofanira kuripa, uzviripe uchitora paimba yefuma yamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Nezvimwe zvinhu zvipi nezvipi zvinodikanwa paimba yaMwari wako, zvaunofanira kuripa, uzviripe uchitora paimba yepfuma yamambo.