Ezra 7:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mŋanakomana waAbishua, mŋanakomana waPinehasi, mŋanakomana waEreazari, mŋanakomana waAroni, muprista mukuru —
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mwanakomana waAbhishua, mwanakomana waFinehasi, mwanakomana waEreazari, mwanakomana waAroni muprista mukuru,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhuki wokuberekwa naAbhishua Abhishua mwana waFinehasi mwana waErizeri mwana waAroni mupristi mukuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mwanakomana waAbhishua, mwanakomana waPinehasi, mwanakomana waEreazari, mwanakomana waAroni, mupristi mukuru
Shona 2009?
mwanakomana waAbhishua, mwanakomana waPinehasi, mwanakomana waEreazari, mwanakomana waAroni, muprista mukuru
Shona SUB 2002 Bible
mwanakomana waAbhishua, mwanakomana waFiniasi, mwanakomana waEriazari, mwanakomana waAroni, Mupristi Mukuru