Ezra 8:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino aʋa ndiʋo ʋakuru ʋedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, ʋuye ndiwo mazita aʋakabva neni Babironi, paŋguʋa yokuɓata ʋushe kwamambo Artashasta:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ava ndivo vakuru vemhuri naavo vakanyorwa pamwe chete navo vakauya pamwe chete neni kubva kuBhabhironi panguva yokutonga kwaMambo Atazekisesi:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanakomana vevatungamiriri vedzimhuri dzemadzibaba avo nezvizvarwa zvevakasimuka vakabva kuBhabhironi neni pakutonga kwamambo Atakizesesi ndeava ava, paiti:
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ava ndivo vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, uye ndiwo mazita avakabva neni Bhabhironi, panguva yokubata ushe kwamambo Aritashasita.
Shona 2009?
Zvino ava ndivo vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, uye ndiwo mazita avakabva neni Bhabhironi, panguva yokubata ushe kwamambo Aritashasita.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ava ndivo vakuru vedzimba dzamadzibaba avo, uye ndiwo mazita avakabva neni Bhabhironi, panguva yokubata ushe kwamambo Atakizesesi.