Ezra 8:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaSheromiti, mŋanakomana waJosifiya; ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanezana namakumi matanhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuzvizvarwa zvaBhani, Sheromiti mwanakomana waJosifia, uye pamwe chete naye varume zana namakumi matanhatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vokwaBhani: ndiSherumiti mwanakomana waJosifiya akanga aine zana namakumi matanhatu evarume
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaSheromiti, mwanakomana waJosifiya, uye pamwechete naye varume vane zana namakumi matanhatu.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaSheromiti, mwanakomana waJosifiya, uye pamwechete naye varume vane zana namakumi matanhatu.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaSheromiti, mwanakomana waJosifiya, uye pamwechete naye varume vane zana namakumi matanhatu.