Ezra 8:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaBebai, Zekaria mŋanakomana waBebai; ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanamakumi maʋiri naʋasere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuzvizvarwa zvaBhebhai, Zekaria mwanakomana waBhebhai, uye pamwe chete naye varume makumi maviri navasere;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vokwaBhebhai: ndiZekariya mwanakomana wokwaBhebhai aine varume makumi maviri ane vasere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaBhebhai, Zekariya mwanakomana waBhebhai; uye pamwechete naye varume vana makumi maviri navasere.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaBhebhai, Zekariya mwanakomana waBhebhai; uye pamwechete naye varume vana makumi maviri navasere.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaBhebhai, Zekariya mwanakomana waBhebhai; uye pamwechete naye varume vana makumi maviri navasere.