Ezra 8:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaAzgadi, Johanani mŋanakomana waHakatani; ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanezana negumi rimŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuzvizvarwa zvaAzigadhi, Johanani mwanakomana waHakatani, uye pamwe chete naye varume zana negumi;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaAazigadhi: ndiJohanani mwanakomana wokwaHakatani akangawo aine zana revarume rine varume gumi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaAzagadhi, Johanani mwanakomana waHakatani; uye pamwechete naye varume vane zana negumi rimwe.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaAzagadhi, Johwanani mwanakomana waHakatani; uye pamwechete naye varume vane zana negumi rimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaAzagadhi, Johanani mwanakomana waHakatani; uye pamwechete naye varume vane zana negumi rimwe.