Ezra 8:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaAdonikami, iʋo ʋokupedzisira, mazita aʋo ndiwo: Erifereti, naJeueri, naShemaya; ʋuye pamŋe cete naʋo ʋarume ʋanamakumi matanhatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuzvizvarwa zvaAdhonikami, ivo vokupedzisira, mazita avo vaiti Erifereti, Jeuyeri naShemaya, uye pamwe chete navo varume makumi matanhatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vokwaAdhonikamu: vokupedzisira vacho mazita avo ndeaya anoti Erifereti naJeueri naShemaya vaivawo namakumi matanhatu evarume
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaAdhonikami, ivo vokupedzisira, mazita avo ndiwo: Erifereti, naJeueri, naShemaya; uye pamwechete navo varume vana makumi matanhatu.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaAdhonikami, ivo vokupedzisira, mazita avo ndiwo: Erifereti, naJeueri, naShemaya; uye pamwechete navo varume vana makumi matanhatu.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaAdhonikami, ivo vokupedzisira, mazita avo ndiwo: Erifereti, naJeueri, naShemaya; uye pamwechete navo varume vana makumi matanhatu.