Ezra 8:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaBigvai, Utai naZabudi; ʋuye pamŋe cete naʋo ʋarume ʋanamakumi manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuzvizvarwa zvaBhigivhai, Utai naZakuri, uye pamwe chete navo varume makumi manomwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vokwaBhigivhai: ndiUtai naZakuri vaine makumi manomwe evarume.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaBhigivhai, Utai naZabhudhi; uye pamwechete navo varume vana makumi manomwe.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaBhigivhai, Utai naZabhudhi; uye pamwechete navo varume vana makumi manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaBhigivhai, Utai naZabhudhi; uye pamwechete navo varume vana makumi manomwe.