Ezra 8:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikaʋatuma kunaIdo, waiʋa mukuru panɀimbo yainzi Kasifia; ndikaʋaʋudza ɀaʋaifanira kutaura kunaIdo, nehama dzake ʋaNetinimi, panɀimbo yainzi Kasifia, kuti ʋaʋuye kwatiri naʋaɓatiri ʋeimba yaMŋari weɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ndakavatuma kuna Idho, mutungamiri womuKasifia. Ndakavaudza zvokutaura kuna Idho nehama dzake, varanda vomutemberi muKasifia, kuitira kuti vagouya navashandi vomumba maMwari wedu kwatiri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndikavatuma kuna Idho mukuru mukuru aiva kunzvimbo inonzi Kasifia. Ndakavaudza zvokundotaura kuna Idho nehama dzavo vashandi vepatemberi kuKasifia kwacho ndichiti vatitumire vokushanda mumba yaMwari wedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikavatuma kuna Idho, waiva mukuru panzvimbo yainzi Kasifia; ndikavaudza zvavaifanira kutaura kuna Idho, nehama dzake vaNetinimi, panzvimbo yainzi Kasifia, kuti vauye kwatiri navabatiri veimba yaMwari wedu.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible