Ezra 8:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ruʋoko rwakanaka rwaMŋari weɗu rwakaŋga ruri pamsoro peɗu, saka ʋakaʋuya kwatiri nomunhu wakaŋgwara waʋana ʋaMari, mŋanakomana waRevi, mŋanakomana waIsraeri; naSherebia, naʋanakomana ʋake nehama dzake, ʋose gumi naʋasere;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ruoko rwenyasha rwaMwari wedu rwakanga rwuri pamusoro pedu, vakauya naSherebhia, murume aikwanisa, akabva kuzvizvarwa zvaMari, mwanakomana waRevhi, mwanakomana waIsraeri, uye navanakomana vaSherebhia nehama dzake, varume gumi navasere,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana pokuti ruoko rwaMwari rutsvene rwaiva pamusoro pedu, ivo vakatiunzirawo murume anoungwaru kwazvo wokuvanakomana vokwaMahiri mwanakomana waRevhi mwana waIsiraeri anonzi Sherebhiya pamwechete navanakomana vake nehama dzake vari gumi navasere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ruoko rwakanaka rwaMwari wedu rwakanga ruri pamusoro pedu, saka vakauya kwatiri nomunhu akangwara wavana vaMari, mwanakomana waRevhi, mwanakomana waIsiraeri; naSherebhia, navanakomana vake nehama dzake vose gumi navasere;
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible