Ezra 8:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naHashabiya, ʋuye pamŋe cete naye Jeshaya waʋanakomana ʋaMerari, nehama dzake naʋanakomana ʋaʋo, ʋose makumi maʋiri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye Hashabhia, pamwe chete naJeshaya aibva kuzvizvarwa zvaMerari, nehama dzake navana vavo, varume makumi maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyewo naHashabhiya aina Jeshaya vanakomana vokwaMerari pamwechete nehama dzavo navana vavo vakomana vari makumi maviri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naHashabhiya, uye pamwechete naye Jeshaya wavanakomana vaMerari, nehama dzake navanakomana vavo, vose makumi maviri;
Shona 2009?
naHashabhiya, uye pamwechete naye Jeshaya wavanakomana vaMerari, nehama dzake navanakomana vavo, vose makumi maviri;
Shona SUB 2002 Bible
naHashabhiya, uye pamwechete naye Jeshaya wavanakomana vaMerari, nehama dzake navanakomana vavo, vose makumi maviri;