Ezra 8:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo takaɀinyima ɀokudya, tikanyeŋgetera kunaMŋari weɗu pamsoro paiɀoɀi, akatinzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo takatsanya uye tikanyengetera kuna Mwari wedu pamusoro paizvozvi, uye akapindura munyengetero wedu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo isu takatsanya tichiteterera kuna Mwari wedu naizvozvi izvi, iye ndokunzwawo chichemo chedu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo takazvinyima zvokudya, tikanyengetera kuna Mwari wedu pamusoro paizvozvi, akatinzwa.
Shona 2009?
Naizvozvo takatsanya, tikanyengetera kuna Mwari wedu pamusoro paizvozvi, akatinzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo takazvinyima zvokudya, tikanyengetera kuna Mwari wedu pamusoro paizvozvi, akatinzwa.