Ezra 8:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakatsaura ʋanegumi naʋaʋiri pakati paʋakuru ʋaʋaprista, ʋaiti, Sherebia, naHashabia, nedzimŋe hama dzaʋo dzinegumi pamŋe cete naʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndakatsaura vaprista vaitungamira gumi navaviri, pamwe chete naSherebhia, naHashabhia uye nehama dzavo gumi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazosarudza vapristi gumi navaviri vakuru vakuru ava vanoti: Sherebhiya naHashabhiya nedzimwe hama dzavo gumi dzavaiva nadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakatsaura vane gumi navaviri pakati pavakuru vavapristi, vaiti, Sherebhia, naHashabhiya, nedzimwe hama dzavo dzine gumi pamwechete navo;
Shona 2009?
Ipapo ndakatsaura vane gumi navaviri pakati pavakuru vavaprista, vaiti, Sherebhia, naHashabhiya, nedzimwe hama dzavo dzine gumi pamwechete navo;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakatsaura vane gumi navaviri pakati pavakuru vavapristi, vaiti, Sherebhia, naHashabhiya, nedzimwe hama dzavo dzine gumi pamwechete navo;