Ezra 8:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakayerera pamaʋoko aʋo matarenta esirveri anamazana matanhatu namakumi mashanu, nemidziyo yesirveri yakaȿika matarenta anezana, neyendarama yakaȿika matarenta anezana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakavaerera matarenda mazana matanhatu namakumi mashanua esirivha, nemidziyo yesirivha yairema matarenda zanab, namatarenda zana egoridhe,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakaera ndikaisa mumaoko avo, sirivha inoita matani makumi maviri nezana remidziyo yesirivha inorema makirogiramu makumi manomwe uye ndarama inorema matani matatu ana makirogiramu mazana mana
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakayerera pamaoko avo matarenta esirivha ana mazana matanhatu namakumi mashanu, nemidziyo yesirivha yakasvika matarenta ane zana, neyendarama yakasvika matarenta ane zana;
Shona 2009?
Ndakayerera pamaoko avo matarenda esirivha ana mazana matanhatu namakumi mashanu, nemidziyo yesirivha yakasvika matarenda ane zana, neyendarama yakasvika matarenda ane zana;
Shona SUB 2002 Bible
Ndakayerera pamaoko avo matarenta esirivha ana mazana matanhatu namakumi mashanu, nemidziyo yesirivha yakasvika matarenta ane zana, neyendarama yakasvika matarenta ane zana;