Ezra 8:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nembiya dzinamakumi maʋiri dzendarama yakaȿika madariki anecuru cimŋe; nemidziyo miʋiri yendarira yakaŋga yakaiȿo‐naka, yaibginya, yaikosha sendarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mbiya dzegoridhe makumi maviri dzaikosha madhariki chiuru chimwe chetec, uye nemidziyo miviri yakaisvonaka yendarira yaibwinya, inokosha segoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nemakumi maviri endiro dzendarama dzinorema makirogiramu masere ana magiramu mazana mana uyewo midziyo miviri yendarira yakangokosha zvimwechetezvo sendarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nembiya dzina makumi maviri dzendarama yakasvika madhariki ane chiuru chimwe; nemidziyo miviri yendarira yakanga yakaisvonaka, yaibwinya, yaikosha sendarama.
Shona 2009?
nembiya dzina makumi maviri dzendarama yakasvika madhariki ane chiuru chimwe; nemidziyo miviri yendarira yakanga yakaisvonaka, yaibwinya, yaikosha sendarama.
Shona SUB 2002 Bible
nembiya dzina makumi maviri dzendarama yakasvika madhariki ane chiuru chimwe; nemidziyo miviri yendarira yakanga yakaisvonaka, yaibwinya, yaikosha sendarama.