Ezra 8:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikati kwaʋari: Imi muri ʋatȿene ʋaJehova, nemidziyo mitȿene ʋo; ʋuye sirveri nendarama ndiɀo ɀipo ɀokuŋgopa nokuɀiɗira ɀakaʋigirwa Jehova Mŋari wamadziɓaɓa enyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakati kwavari, “Imi pamwe chete nemidziyo iyi makatsaurirwa Jehovha. Sirivha negoridhe ndizvo zvipo zvokupa nokuzvidira kuna Jehovha, Mwari wamadzibaba enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakavati, “Imi muri vanhu vakatsaurirwa Tenzi vatsvene uye midziyo iyoyi iyi, midziyo inoera. Sirivha nendarama iyi chipo chokupa kuna Tenzi, Mwari wemadzibaba enyu yomupiro wokupawo zvawo nechido.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikati kwavari, “Imi muri vatsvene vaJehovha, nemidziyo mitsvenewo; uye sirivha nendarama ndizvo zvipo zvokungopa nokuzvidira zvakavigirwa Jehovha Mwari wamadzibaba enyu.
Shona 2009?
Ndikati kwavari, "Imi muri vatsvene vaJehovha, nemidziyo mitsvenewo; uye sirivha nendarama ndizvo zvipo zvokungopa nokuzvidira zvakavigirwa Jehovha Mwari wamadzibaba enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikati kwavari, “Imi muri vatsvene vaJehovha, nemidziyo mitsvenewo; uye sirivha nendarama ndizvo zvipo zvokungopa nokuzvidira zvakavigirwa Jehovha Mwari wamadzibaba enyu.