Ezra 8:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaShekania, pakati paʋanakomana ʋaParoshi, Zekaria; ʋuye pamŋe cete naye ʋakaʋereŋga mazita aʋarume ʋanezana namakumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akabva kuzvizvarwa zvaShekania; kuzvizvarwa zvaParoshi, Zekaria, uye pamwe chete naye kwakanyorwa varume zana namakumi mashanu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
wokumhuri yokwaShekaniya. Vanakomana vokwaParoshi: ndiZekariya aiva nezana revanhu rine varume makumi mashanu vaakanyorwa ainavo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaShekania, pakati pavanakomana vaParoshi, Zekariya; uye pamwechete naye vakaverenga mazita avarume vane zana namakumi mashanu.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaShekania, pakati pavanakomana vaParoshi, Zekariya, uye pamwechete naye vakaverenga mazita avarume vane zana namakumi mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaShekania, pakati pavanakomana vaParoshi, Zekariya; uye pamwechete naye vakaverenga mazita avarume vane zana namakumi mashanu.