Ezra 8:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀose ɀakaʋereŋgwa nokuyerwa kurema kwaɀo; kurema kwose kukanyorwa neŋguʋa iyo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinhu zvose zvakaverengwa uwandu hwazvo uye zvikayerwa, uye uremu hwazvo zvose hwakanyorwa panguva iyoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvose zvakaverengwa zvikaerwa uremu hwazvo zvose hukanyorwa pasi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvose zvakaverengwa nokuyerwa kurema kwazvo; kurema kwose kukanyorwa nenguva iyo.
Shona 2009?
Zvose zvakaverengwa nokuyerwa kurema kwazvo; kurema kose kukanyorwa nenguva iyo
Shona SUB 2002 Bible
Zvose zvakaverengwa nokuyerwa kurema kwazvo; kurema kwose kukanyorwa nenguva iyo.