Ezra 8:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaPahati‐moabi, Eriehoenai mŋanakomana waZerahia; ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanamazana maʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuzvizvarwa zvaPahati-Moabhu, Eriehoenai mwanakomana waZekaria, uye pamwe chete naye varume mazana maviri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vokwaPahatimoabhu: ndiErihoenai wokumhuri yokwaZeraya aine mazana maviri evarume
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaPahatimoabhi, Eriehoenai mwanakomana waZerahia; uye pamwechete naye varume vana mazana maviri.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaPahatimoabhi, Eriehoenai mwanakomana waZerahia; uye pamwechete naye varume vana mazana maviri.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaPahatimoabhu, Eriehoenai mwanakomana waZerahia; uye pamwechete naye varume vana mazana maviri.