Ezra 8:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaShekania, mŋanakomana waJahazieri, ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanamazana matatu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuzvizvarwa zvaZatu, Shekania mwanakomana waJahazieri, uye pamwe chete naye varume mazana matatu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanakomana vokwaShekaniya mwanakomana waJahazieri aine mazana matatu avarume.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaShekania, mwanakomana waJahazieri, uye pamwechete naye varume vana mazana matatu.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaShekania, mwanakomana waJahazieri, uye pamwechete naye varume vana mazana matatu.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaShekania, mwanakomana waJahazieri, uye pamwechete naye varume vana mazana matatu.