Ezra 8:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaAdini, Ebedi mŋanakomana waJonatani; ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanamakumi mashanu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuzvizvarwa zvaAdhini, Ebhedhi mwanakomana waJonatani, uye pamwe chete naye varume makumi mashanu;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VokwaAdhini: ndiObhedhi mwanakomana waJonatani akanga aina varume makumi mashanu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaAdhini, Ebhedhi mwanakomana waJonatani; uye pamwechete naye varume vana makumi mashanu.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaAdhini, Ebhedhi mwanakomana waJonatani; uye pamwechete naye varume vana makumi mashanu.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaAdhini, Ebhedhi mwanakomana waJonatani; uye pamwechete naye varume vana makumi mashanu.