Ezra 8:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pakati paʋanakomana ʋaErami, Jeshaya mŋanakomana waAtaria; ʋuye pamŋe cete naye ʋarume ʋanamakumi manomŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuzvizvarwa zvaEramu, Jeshaya mwanakomana waAtaria uye pamwe chete naye varume makumi manomwe;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vokwaEramu: ndiJeshaya mwanakomana waAtariya aivawo namakumi manomwe avarume
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakati pavanakomana vaErami, Jeshaya mwanakomana waAtaria; uye pamwechete naye varume vana makumi manomwe.
Shona 2009?
Pakati pavanakomana vaErami, Jeshaya mwanakomana waAtaria; uye pamwechete naye varume vana makumi manomwe.
Shona SUB 2002 Bible
Pakati pavanakomana vaErami, Jeshaya mwanakomana waAtaria; uye pamwechete naye varume vana makumi manomwe.